Zvakazarurwa 4:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Pashure peizvi mweya wakabva wauya pandiri, uye paiva nechigaro cheumambo chaiva panzvimbo yacho kudenga, chiine akanga akachigara.+
2 Pashure peizvi mweya wakabva wauya pandiri, uye paiva nechigaro cheumambo chaiva panzvimbo yacho kudenga, chiine akanga akachigara.+