Pisarema 15:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Haiwa Jehovha, ndiani angava muenzi mutende renyu? Ndiani angagara mugomo renyu dzvene?+ Zvakazarurwa 21:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Ndakabva ndanzwa inzwi guru richibva kuchigaro cheumambo richiti: “Tarisa uone! Tende raMwari riri pakati pevanhu, iye achagara navo, uye ivo vachava vanhu vake. Mwari pachake achava navo.+
3 Ndakabva ndanzwa inzwi guru richibva kuchigaro cheumambo richiti: “Tarisa uone! Tende raMwari riri pakati pevanhu, iye achagara navo, uye ivo vachava vanhu vake. Mwari pachake achava navo.+