Zvakazarurwa 9:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Dambudziko rimwe chete rapfuura. Asi pane mamwe maviri+ ari kuuya pashure pezvinhu izvi. Zvakazarurwa 11:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Dambudziko rechipiri+ rapfuura. Uye rechitatu riri kukurumidza kuuya.