Ezekieri 2:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 “Asi iwe mwanakomana wemunhu, teerera zvandiri kukuudza. Usapanduka seimba iyi inopanduka. Shama muromo wako udye zvandiri kukupa.”+
8 “Asi iwe mwanakomana wemunhu, teerera zvandiri kukuudza. Usapanduka seimba iyi inopanduka. Shama muromo wako udye zvandiri kukupa.”+