Zvakazarurwa 21:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Ndakaonawo guta dzvene, Jerusarema Idzva, richiburuka kubva kudenga kuna Mwari,+ rakagadzirira semwenga akashongera murume wake.+
2 Ndakaonawo guta dzvene, Jerusarema Idzva, richiburuka kubva kudenga kuna Mwari,+ rakagadzirira semwenga akashongera murume wake.+