Ruka 4:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Asi ndinokuudzai chokwadi: Kwaiva nechirikadzi dzakawanda muIsraeri mumazuva aEriya paya pakavharwa denga kwemakore matatu nemwedzi mitanhatu, nyika yese ikaita nzara huru.+
25 Asi ndinokuudzai chokwadi: Kwaiva nechirikadzi dzakawanda muIsraeri mumazuva aEriya paya pakavharwa denga kwemakore matatu nemwedzi mitanhatu, nyika yese ikaita nzara huru.+