Ezekieri 37:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 “‘Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha kwamuri imi mapfupa: “Ndichaita kuti mweya wekufema uve mamuri, uye muchava vapenyu.+ Ezekieri 37:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Saka ndakaprofita sezvaakanga andiudza, uye mweya wekufema wakapinda mavari vakatanga kurarama uye vakabva vasimuka.+ Vaiva uto rakakura kwazvo.
5 “‘Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha kwamuri imi mapfupa: “Ndichaita kuti mweya wekufema uve mamuri, uye muchava vapenyu.+
10 Saka ndakaprofita sezvaakanga andiudza, uye mweya wekufema wakapinda mavari vakatanga kurarama uye vakabva vasimuka.+ Vaiva uto rakakura kwazvo.