Dhanieri 7:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Achataura mashoko ekushora Wekumusorosoro,+ uye acharamba achinetsa vatsvene vaIye Mukurusa. Achafunga nezvekuchinja nguva nemutemo, uye vachaiswa muruoko rwake kwenguva imwe chete, nedzimwe nguva, nehafu yenguva.*+
25 Achataura mashoko ekushora Wekumusorosoro,+ uye acharamba achinetsa vatsvene vaIye Mukurusa. Achafunga nezvekuchinja nguva nemutemo, uye vachaiswa muruoko rwake kwenguva imwe chete, nedzimwe nguva, nehafu yenguva.*+