RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 VaKorinde 11:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Nekuti ndine godo pamusoro penyu, godo rakafanana neraMwari, nekuti ini ndakakuvimbisai kuti muroorwe nemurume mumwe chete kuti ndikuunzei kuna Kristu semhandara yakachena.+

  • Jakobho 1:27
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 27 Kunamata kwakachena uye kusina kusviba kuna Mwari wedu uye Baba vedu ndeuku: kuchengeta nherera+ nechirikadzi+ pakutambudzika kwadzo,+ uye kuramba usina kusvibiswa nenyika.+

  • Jakobho 4:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Imi mhombwekadzi,* hamuzivi here kuti kushamwaridzana nenyika kuvengana naMwari? Saka munhu wese anoda kuva shamwari yenyika anenge achitozviita muvengi waMwari.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe