Isaya 49:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Ndichaita kuti vaya vanokuitira utsinye vadye nyama yavo,Uye vachadhakwa neropa ravo sekunge kuti vadhakwa newaini inotapira. Uye vanhu vese* vachaziva kuti ndini Jehovha,+Muponesi wako+ neMudzikinuri wako,+Ane Simba waJakobho.”+
26 Ndichaita kuti vaya vanokuitira utsinye vadye nyama yavo,Uye vachadhakwa neropa ravo sekunge kuti vadhakwa newaini inotapira. Uye vanhu vese* vachaziva kuti ndini Jehovha,+Muponesi wako+ neMudzikinuri wako,+Ane Simba waJakobho.”+