Jakobho 4:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Imi mhombwekadzi,* hamuzivi here kuti kushamwaridzana nenyika kuvengana naMwari? Saka munhu wese anoda kuva shamwari yenyika anenge achitozviita muvengi waMwari.+ Zvakazarurwa 18:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 “Madzimambo epanyika ayo akaita upombwe* naro uye akararama naro muumbozha hwaro hunonyadzisa, acharichema ozvirova neshungu paachaona utsi hwekutsva kwaro.
4 Imi mhombwekadzi,* hamuzivi here kuti kushamwaridzana nenyika kuvengana naMwari? Saka munhu wese anoda kuva shamwari yenyika anenge achitozviita muvengi waMwari.+
9 “Madzimambo epanyika ayo akaita upombwe* naro uye akararama naro muumbozha hwaro hunonyadzisa, acharichema ozvirova neshungu paachaona utsi hwekutsva kwaro.