Zvakazarurwa 17:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Saka ngirozi yacho yakati kwandiri: “Nei washamisika? Ndichakuudza zvakavanzika nezvemukadzi+ wacho nechikara chakamutakura chine misoro minomwe nenyanga gumi:+
7 Saka ngirozi yacho yakati kwandiri: “Nei washamisika? Ndichakuudza zvakavanzika nezvemukadzi+ wacho nechikara chakamutakura chine misoro minomwe nenyanga gumi:+