RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Madzimambo 16:31
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 31 Sezvinonzi kufamba kwaakaita muzvivi zvaJerobhoamu+ mwanakomana waNebhati chaiva chinhu chidiki, akatorawo Jezebheri+ mwanasikana waEtibhaari mambo wevaSidhoni+ kuti ave mudzimai wake, akatanga kushumira Bhaari+ uye kukotama pamberi pake.

  • 2 Madzimambo 9:22
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 22 Jehoramu paakangoona Jehu, akati: “Wauya murugare here nhai Jehu?” Asi iye akati: “Kungava nerugare rwei kana upfambi hwaJezebheri+ amai vako neuroyi+ hwavo huzhinji zvichiripo?”

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe