Zvakazarurwa 16:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 “Inzwa! Ndiri kuuya sembavha.+ Anofara uya anoramba akamuka,+ aine nguo dzake dzekunze, kuti arege kufamba asina kupfeka vanhu voona nyadzi dzake.”+
15 “Inzwa! Ndiri kuuya sembavha.+ Anofara uya anoramba akamuka,+ aine nguo dzake dzekunze, kuti arege kufamba asina kupfeka vanhu voona nyadzi dzake.”+