RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 VaKorinde 2
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 VaKorinde

      • Kuparidza kwaPauro muKorinde (1-5)

      • Kukwirira kwakaita uchenjeri hwaMwari (6-10)

      • Kusiyana kwakaita munhu wemweya nemunhu wenyama (11-16)

1 VaKorinde 2:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 3:5, 6; VaK 2:2
  • +1VaK 1:17

1 VaKorinde 2:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaG 6:14

1 VaKorinde 2:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pfungwa Huru Dzinobva Mutsamba Dzakanyorerwa VaKorinde

    w08 7/15 p. 27 ndim. 6

1 VaKorinde 2:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 15:18, 19; 1VaK 4:20; 1VaT 1:5

1 VaKorinde 2:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 14:20; VaE 4:13; VaH 5:14
  • +1VaK 15:24

1 VaKorinde 2:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 16:25, 26; VaE 3:8, 9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Uchenjeri hwaMwari Muchakavanzika Chitsvene”

    cl chits. 19

    Chikoro cheGiriyedhi—Makore 60 Okudzidzisa Basa Roumishinari

    w03 6/15 pp. 24-25

    Chakavanzika Icho vaKristu Vasingafaniri Kuchengeta!

    w97 6/1 p. 13 ndim. 3

    Aya Mashoko Akanaka Anofanira Kutanga Kuparidzwa

    w94 8/15 p. 14 ndim. 14

1 VaKorinde 2:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 7:48; Mab 13:27, 28

1 VaKorinde 2:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 64:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Munyengetero Wokupfidza

    ip-2 chits. 25

    “Zvinhu Zvinovaka Kariro Dzedu”

    w89 12/1 p. 22

1 VaKorinde 2:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 16:17; Mk 4:11; VaE 3:5; 2Ti 1:9, 10; 1Pe 1:12
  • +Joh 14:26; 1Jo 2:27
  • +VaR 11:33

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Mudzimu Unoongorora . . . Zvinhu Zvakadzama zvaMwari”

    w10 7/15 pp. 20-24

    Kuongorora “Zvinhu Zvakadzama zvaMwari”

    w07 11/1 pp. 27-29

1 VaKorinde 2:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Shoko racho rechiGiriki nderekuti pneuʹma. Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ko Kubatana kwechiKristu Kunobvumira Mhatsa Here?

    g98 2/8 pp. 14-15

    Uri Kudzivisa Mudzimu Wenyika Here?

    w94 4/1 p. 19 ndim. 16

1 VaKorinde 2:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 15:26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tingaramba Sei Takaparadzana Nenyika?

    lvs chits. 5

    Tingaramba Sei Takaparadzana Nenyika?

    lv chits. 5

    Unoratidza Mafungiro Akaita Sei?

    w12 10/15 p. 13

    Zvichabudiswa Pachena Nezuva raJehovha

    w10 7/15 pp. 3-4 ndim. 5-6

    Mudzimu Wenyika

    rs p. 250 ndim. 1

    Ushingi Hunosimbiswa Norudo

    w06 10/1 pp. 23-24 ndim. 12-14

    Dzivisa Mudzimu Wenyika Iri Kuchinja

    w04 4/1 pp. 9-14

    Pwere—Dzivisai Mudzimu Wenyika

    w99 9/1 p. 8 ndim. 3

    Mudzimu Wenyika Uri Kukukuvadza Here?

    w97 10/1 pp. 25-26

    Uri Kudzivisa Mudzimu Wenyika Here?

    w94 4/1 pp. 14-19

    Iwe Unoyeuka Here?

    w87 12/15 p. 30

1 VaKorinde 2:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaK 2:8
  • +Joh 16:13

1 VaKorinde 2:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvinorevei Kuva Munhu Ane Mafungiro aMwari?

    w18.02 p. 19 ndim. 3-5

    Rarama Upenyu Hwakadzikama, Hwakapfava

    w89 7/15 p. 12 ndim. 10

1 VaKorinde 2:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 8:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvinorevei Kuva Munhu Ane Mafungiro aMwari?

    w18.02 pp. 19-20

    Rarama Upenyu Hwakadzikama, Hwakapfava

    w89 7/15 pp. 12-13 ndim. 10-11

1 VaKorinde 2:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 40:13
  • +VaR 15:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tevedzera Kuzvininipisa Kunoita Jehovha

    w25.12 p. 18 ndim. 14

    Ramba Uchipfeka “Unhu Hutsva” Paunenge Wabhabhatidzwa

    w22.03 p. 9 ndim. 5

    Zvinorevei Kuva Munhu Ane Mafungiro aMwari?

    w18.02 p. 22

    Zvinonyatsoita Here Kuti Tizive Mwari?

    w15 10/1 p. 13

    “Ndiani Akasvika Pakuziva Pfungwa dzaJehovha?”

    w10 10/15 pp. 3-7

    Pfungwa Huru Dzinobva Mutsamba Dzakanyorerwa VaKorinde

    w08 7/15 p. 27 ndim. 7

    Kunamata Kwechokwadi—Ungakuwana Sei?

    w07 8/1 pp. 4-7

    Kristu Anotungamirira Ungano Yake

    w02 3/15 p. 18 ndim. 19

    Kusvika Pakuziva “Pfungwa dzaKristu”

    w00 2/15 pp. 10-15

    Une “Pfungwa dzaKristu” Here?

    w00 2/15 pp. 15-20

    Unonzwa Uchida Kuita Sezvaiita Jesu Here?

    w00 2/15 pp. 20-25

    Unogona Kuvimba Nehana Yako Here?

    w98 9/1 p. 6

    “Basa Rinoyera Nesimba Renyu Rokurangarira”

    w95 6/15 pp. 22-23

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 VaK. 2:1VaE 3:5, 6; VaK 2:2
1 VaK. 2:11VaK 1:17
1 VaK. 2:2VaG 6:14
1 VaK. 2:4VaR 15:18, 19; 1VaK 4:20; 1VaT 1:5
1 VaK. 2:61VaK 14:20; VaE 4:13; VaH 5:14
1 VaK. 2:61VaK 15:24
1 VaK. 2:7VaR 16:25, 26; VaE 3:8, 9
1 VaK. 2:8Joh 7:48; Mab 13:27, 28
1 VaK. 2:9Isa 64:4
1 VaK. 2:10Mt 16:17; Mk 4:11; VaE 3:5; 2Ti 1:9, 10; 1Pe 1:12
1 VaK. 2:10Joh 14:26; 1Jo 2:27
1 VaK. 2:10VaR 11:33
1 VaK. 2:12Joh 15:26
1 VaK. 2:13VaK 2:8
1 VaK. 2:13Joh 16:13
1 VaK. 2:15VaR 8:5
1 VaK. 2:16Isa 40:13
1 VaK. 2:16VaR 15:5
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 VaKorinde 2:1-16

Tsamba Yekutanga kuvaKorinde

2 Saka pandakauya kwamuri hama, ndichikuzivisai chakavanzika chitsvene*+ chaMwari, handina kuuya ndichishandisa mashoko+ kana uchenjeri zvekushamisira. 2 Nekuti ndakasarudza kusaziva chimwe chinhu pakati penyu kunze kwaJesu Kristu, akarovererwa.+ 3 Uye ndakauya kwamuri ndisina simba, ndichitya uye ndichidedera zvikuru; 4 uye zvandaitaura nezvandaiparidza zvakanga zvisina mashoko ekunyengetedza euchenjeri asi kuti zvairatidza mweya nesimba,+ 5 kuti kutenda kwenyu kuve musimba raMwari, kwete muuchenjeri hwevanhu.

6 Tinotaura uchenjeri pakati pevaya vakura,+ kwete uchenjeri hwenyika ino kana hwevatongi venyika ino, vari kufanira kuparara.+ 7 Asi tinotaura uchenjeri hwaMwari muchakavanzika chitsvene,+ uchenjeri hwakavanzwa, hwakagara hwaitwa kuti huvepo naMwari nyika ino yakaipa isati yavapo, kuti isu tikudzwe. 8 Uhwu ndihwo uchenjeri hwakatadza kuzivikanwa+ kana nemumwe wevatongi venyika ino, nekuti dai vakanga vahuziva vangadai vasina kuroverera Ishe anokudzwa. 9 Asi sekunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Ziso harina kuona, nenzeve haina kunzwa, uye mwoyo wemunhu hauna kufunga nezvezvinhu zvakagadzirirwa naMwari vaya vanomuda.”+ 10 Nekuti isu ndisu takazvizarurirwa+ naMwari achishandisa mweya wake,+ nekuti mweya unoongorora zvinhu zvese, kunyange zvinhu zvakadzama zvaMwari.+

11 Nekuti pakati pevanhu ndiani anoziva zvinhu zvemunhu, kunze kwemweya* wemunhu uri maari? Sakawo, hapana akasvika pakuziva zvinhu zvaMwari, kunze kwemweya waMwari. 12 Zvino isu hatina kugamuchira mweya wenyika asi mweya unobva kuna Mwari,+ kuti tizive zvinhu zvatakapiwa naMwari nemutsa wake. 13 Tinotaurawo zvinhu izvi, kwete nemashoko anodzidziswa neuchenjeri hwevanhu,+ asi neaya anodzidziswa nemweya,+ tichitsanangura zvinhu zvemweya tichishandisa mashoko emweya.

14 Asi munhu wenyama haabvumi zvinhu zvemweya waMwari, nekuti upenzi kwaari; uye haagoni kusvika pakuzviziva, nekuti zvinoongororwa mumweya. 15 Asi munhu wemweya anoongorora zvinhu zvese,+ asi iye haaongororwi nemunhu. 16 Nekuti “ndiani akasvika pakuziva pfungwa dzaJehovha,* zvekuti angamurayiridza?”+ Asi isu tine pfungwa dzaKristu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe