RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 15
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Ndiani angava muenzi mutende raJehovha?

        • Anotaura chokwadi mumwoyo make (2)

        • Haasvibisi zita remumwe (3)

        • Anochengeta zvaakavimbisa kunyange zvakamuomera (4)

Pisarema 15:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 2:6; 24:3, 4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha Anotikoka Kuti Tive Vaenzi Vake

    w24.06 p. 2 ndim. 1-2

    Iva Muenzi waJehovha Nekusingaperi!

    w24.06 pp. 8-9 ndim. 2-3

    Jehovha iShamwari Yedu Yepamwoyo

    w14 2/15 p. 23

    Jehovha, Mwari Wechokwadi

    w03 8/1 p. 13 ndim. 17

    Ndiani Anogona Kuva Shamwari yaMwari?

    w89 9/15 p. 26

Pisarema 15:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “akaperera kuna Mwari.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 1:1
  • +Isa 33:15, 16; Mab 10:34, 35
  • +Zvi 3:32; VaE 4:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Iva Muenzi waJehovha Nekusingaperi!

    w24.06 pp. 9-11

    Jehovha, Mwari Wechokwadi

    w03 8/1 pp. 13-14 ndim. 17-18

    Kutendeseka—Chaizvoizvo Muitiro Wakanakisisa Here?

    yp-CA chits. 27

    Ndiani Anogona Kuva Shamwari yaMwari?

    w89 9/15 pp. 26-27

Pisarema 15:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “haanyadzisi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 19:16; Pis 101:5; Zvi 20:19
  • +Zvi 14:21; VaR 12:17
  • +Eks 23:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Iva Muenzi waJehovha Nekusingaperi!

    w24.06 pp. 11-12 ndim. 10-13

    Kutendeseka—Chaizvoizvo Muitiro Wakanakisisa Here?

    yp-CA chits. 27

    Ndiani Anogona Kuva Shamwari yaMwari?

    w89 9/15 pp. 27-28

    Dzivisa Guhwa!

    w89 10/15 p. 12 ndim. 10

Pisarema 15:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “apika.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Es 3:2
  • +Jos 9:18-20; Vat 11:34, 35; Pis 50:14; Mt 5:33

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Iva Muenzi waJehovha Nekusingaperi!

    w24.06 p. 12

    Sarudza Shamwari Nekuchenjera

    lff chidzidzo 48

    Dzatinowana Mubhuku Rokutanga reMapisarema

    w06 5/15 p. 19 ndim. 3

    Kukweretesa Nokukwereta Pakati Peshamwari

    g99 4/8 p. 17

    Bhizimisi Rako Richakuparira Kurasikirwa Nei?

    w95 5/1 p. 29

    Kutendeseka—Chaizvoizvo Muitiro Wakanakisisa Here?

    yp-CA chits. 27

    Ndiani Anogona Kuva Shamwari yaMwari?

    w89 9/15 pp. 28-29

Pisarema 15:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “haazombodzedzereki.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 22:25
  • +Eks 23:8
  • +Pis 16:7, 8; Zvi 12:3; 2Pe 1:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Iva Muenzi waJehovha Nekusingaperi!

    w24.06 pp. 12-13

    Kutendeseka—Chaizvoizvo Muitiro Wakanakisisa Here?

    yp-CA chits. 27

    Ndiani Anogona Kuva Shamwari yaMwari?

    w89 9/15 pp. 29-30

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 15:1Pis 2:6; 24:3, 4
Pis. 15:2Pis 1:1
Pis. 15:2Isa 33:15, 16; Mab 10:34, 35
Pis. 15:2Zvi 3:32; VaE 4:25
Pis. 15:3Re 19:16; Pis 101:5; Zvi 20:19
Pis. 15:3Zvi 14:21; VaR 12:17
Pis. 15:3Eks 23:1
Pis. 15:4Es 3:2
Pis. 15:4Jos 9:18-20; Vat 11:34, 35; Pis 50:14; Mt 5:33
Pis. 15:5Eks 22:25
Pis. 15:5Eks 23:8
Pis. 15:5Pis 16:7, 8; Zvi 12:3; 2Pe 1:10
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 15:1-5

Mapisarema

Rwiyo rwaDhavhidhi.

15 Haiwa Jehovha, ndiani angava muenzi mutende renyu?

Ndiani angagara mugomo renyu dzvene?+

 2 Uya ari kufamba asina mhosva,*+

Achiita zvakarurama+

Uye achitaura chokwadi mumwoyo make.+

 3 Haashandisi rurimi rwake kusvibisa zita remumwe,+

Haaitire muvakidzani wake zvakaipa,+

Uye haarevi* shamwari dzake.+

 4 Anoramba munhu wese anoshoreka,+

Asi anokudza vaya vanotya Jehovha.

Haadzokeri shure pane zvaanenge avimbisa,* kunyange kana zvisina kumunakira.+

 5 Haakweretesi mari yake achida kudzorerwa yabereka,+

Uye haagamuchiri chiokomuhomwe kuti apomere munhu asina mhosva.+

Munhu wese anoita zvinhu izvi haazombozununguswi.*+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe