RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 4
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raGenesisi

      • Kaini naAbheri (1-16)

      • Dzinza rakabva kuna Kaini (17-24)

      • Seti nemwanakomana wake Inoshi (25, 26)

Genesisi 4:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:28
  • +1Jo 3:10-12; Jud 11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Kunyange Zvazvo Iye Akafa, Achiri Kutaura”

    w13 1/1 p. 13

    “Kunyange Zvazvo Iye Akafa, Achiri Kutaura”

    ia chits. 1 ndim. 7-9

    Tsinhirano Yose yeBhaibheri

    gm chits. 11 ndim. 5

Genesisi 4:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 23:35

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Kunyange Zvazvo Iye Akafa, Achiri Kutaura”

    w13 1/1 pp. 13-14

    “Kunyange Zvazvo Iye Akafa, Achiri Kutaura”

    ia chits. 1 ndim. 8-13

    Mukoma Nomunun’una Vakava Nemafungiro Akasiyana

    w02 1/15 p. 22

Genesisi 4:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Mwari Akafarira” Zvipo Zvavo

    rr chits. 2

    Mukoma Nomunun’una Vakava Nemafungiro Akasiyana

    w02 1/15 p. 21

    Kupa Zvibayiro Zvinogamuchirwa naJehovha

    w99 2/1 p. 21

    Kuda Mwari Kunorevei?

    w96 6/15 pp. 4-5

Genesisi 4:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 13:12
  • +VaH 11:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakaitwa naJehovha Kuti Anunure Vanhu Pachivi Nerufu

    w24.08 p. 3 ndim. 6

    “Mwari Akafarira” Zvipo Zvavo

    rr chits. 2

    ‘Vakaona’ Zvipikirwa

    w15 5/15 p. 20 ndim. 4

    “Kunyange Zvazvo Iye Akafa, Achiri Kutaura”

    w13 1/1 pp. 14-15

    “Kunyange Zvazvo Iye Akafa, Achiri Kutaura”

    ia chits. 1

    Mukoma Nomunun’una Vakava Nemafungiro Akasiyana

    w02 1/15 p. 21

    Zvibayiro Zvaifadza Mwari

    w00 8/15 pp. 13-14 ndim. 8-9

    Kupa Zvibayiro Zvinogamuchirwa naJehovha

    w99 2/1 p. 21

    Kuda Mwari Kunorevei?

    w96 6/15 p. 4

Genesisi 4:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha Anoda Kuti Vanhu Vese Vapfidze Zvivi Zvavo

    w24.08 p. 10 ndim. 8

    “Mwari Akafarira” Zvipo Zvavo

    rr chits. 2

    “Kunyange Zvazvo Iye Akafa, Achiri Kutaura”

    w13 1/1 p. 15

    “Kunyange Zvazvo Iye Akafa, Achiri Kutaura”

    ia chits. 1 ndim. 24-25

    Mukoma Nomunun’una Vakava Nemafungiro Akasiyana

    w02 1/15 p. 22

    Kupa Zvibayiro Zvinogamuchirwa naJehovha

    w99 2/1 p. 21

    Kuda Mwari Kunorevei?

    w96 6/15 pp. 4-5

Genesisi 4:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Vamwe Vanobvuma Zano Rako Here?

    w99 1/15 p. 21

    Kupa Zvibayiro Zvinogamuchirwa naJehovha

    w99 2/1 pp. 20-23

    Kurwisa Kubata Kwechivi Panyama Yakawa

    w94 6/15 p. 14 ndim. 11-12

Genesisi 4:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “haungakwidziridzwi here?”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unonzwisisa Here Kuti Nei Jehovha Achititarisa?

    w14 4/15 p. 28 ndim. 4-6

    Unoda Kuti Mwana Wako Azova Munhu Akaita Sei?

    g11.10 p. 24

    Mukoma Nomunun’una Vakava Nemafungiro Akasiyana

    w02 1/15 p. 22

    Vamwe Vanobvuma Zano Rako Here?

    w99 1/15 p. 21

    Kupa Zvibayiro Zvinogamuchirwa naJehovha

    w99 2/1 pp. 20-23

    Kuda Mwari Kunorevei?

    w96 6/15 pp. 4-5

    Mibvunzo Inobva Kuvaravi

    w94 2/1 p. 31

    Kurwisa Kubata Kwechivi Panyama Yakawa

    w94 6/15 p. 14 ndim. 11-12

Genesisi 4:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 23:35; 1Jo 3:10-12; Jud 11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Kunyange Zvazvo Iye Akafa, Achiri Kutaura”

    w13 1/1 p. 15

    “Kunyange Zvazvo Iye Akafa, Achiri Kutaura”

    ia chits. 1 ndim. 26

    “Shanduro yeSeptuagint” Yaibatsira Kare uye Inobatsira Iye Zvino

    w02 9/15 p. 28

Genesisi 4:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukoma Nomunun’una Vakava Nemafungiro Akasiyana

    w02 1/15 p. 22

Genesisi 4:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 12:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unokoshesa Upenyu Sezvinoita Mwari Here?

    lvs chits. 7 ndim. 3

    Unokoshesa Upenyu Sezvinoita Mwari Here?

    lv chits. 7 ndim. 3

    ‘Mweya Yakaurawa’ Inotuswa

    re chits. 17 ndim. 5

    Koshesa Chipo Chako Choupenyu Zvakakodzera

    w04 6/15 p. 14

    Maguta Outiziro—Gadziriro yaMwari Yengoni

    w95 11/15 p. 10 ndim. 1

Genesisi 4:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 9:5

Genesisi 4:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “simba raro.”

Genesisi 4:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mudzimai waKaini Aiva Ani?

    ijwbq nyaya 127 ndim. 3

    Chii Chiri Kutya Jehovha Kwatinofanira Kuva Nako?

    w94 2/15 p. 30

Genesisi 4:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pfungwa Huru Dzinobva Mubhuku raGenesi—I

    w04 1/1 p. 29 ndim. 3

    Mukoma Nomunun’una Vakava Nemafungiro Akasiyana

    w02 1/15 pp. 22-23

    Kupa Zvibayiro Zvinogamuchirwa naJehovha

    w99 2/1 pp. 21-22

Genesisi 4:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva kuti “Upoteri.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 2:8

Genesisi 4:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 5:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mudzimai waKaini Aiva Ani?

    ijwbq nyaya 127

    Wanano—Matangiro Ayakaita Uye Chinangwa Chayo

    w16.08 p. 10 ndim. 8

    Kaini akawanepi mudzimai wake?

    w10 9/1 p. 25

    Kuroorana

    rs p. 147 ndim. 4-p. 148 ndim. 1

    Marudzi Evanhu

    rs p. 211

    Vanhu Vose Vachava Nedzimba Dzakanaka—Pakupedzisira!

    g05.10 p. 29

    Pfungwa Huru Dzinobva Mubhuku raGenesi—I

    w04 1/1 p. 29 ndim. 4

    Chii Chiri Kutya Jehovha Kwatinofanira Kuva Nako?

    w94 2/15 p. 30

    Bhaibheri Rinozvipokanidza Rimene Here?

    w92 7/15 p. 4

    Bhaibheri Rinozvipokanidza Rimene Here?

    gm chits. 7

Genesisi 4:21

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvekuridza rudimbwa nemutopota.”

Genesisi 4:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nei Nyika Iyoyo Yekare Yakaparara?

    w02 3/1 p. 6

Genesisi 4:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 4:15

Genesisi 4:25

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva kuti “Kugadzwa; Kuiswa Panzvimbo.”

  • *

    ChiHeb., “mbeu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 5:3; 1Mak 1:1
  • +Ge 4:8; Mt 23:35; VaH 11:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zita Rako Rinomborevei?

    w09 2/1 p. 13

Genesisi 4:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 5:6; Ru 3:23, 38

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Akafamba naMwari

    wcg chits. 1

    “Mwari Akafarira” Zvipo Zvavo

    rr chits. 2

    “Akanga Anyatsofadza Mwari”

    wp17 nha. 1 p. 10

    Famba naMwari Munguva Ino Inonetsa

    w05 9/1 pp. 13-17

    Enoki Akafamba naMwari Munyika Isingadi Mwari

    w01 9/15 p. 29

    Enoki—Aisatya Pasinei Zvapo Nezvinetso Zvose

    w97 1/15 p. 30

    Famba Noushingi Munzira dzaJehovha

    w93 11/15 p. 12 ndim. 5

    Chikamu 1: 4026-2370 P.N.V.—Kusanzwana Kworudzidziso Matangire Akwakaita

    g89 7/8 p. 6

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Gen. 4:1Ge 1:28
Gen. 4:11Jo 3:10-12; Jud 11
Gen. 4:2Mt 23:35
Gen. 4:4Eks 13:12
Gen. 4:4VaH 11:4
Gen. 4:8Mt 23:35; 1Jo 3:10-12; Jud 11
Gen. 4:10VaH 12:24
Gen. 4:11Ge 9:5
Gen. 4:16Ge 2:8
Gen. 4:17Ge 5:4
Gen. 4:24Ge 4:15
Gen. 4:25Ge 5:3; 1Mak 1:1
Gen. 4:25Ge 4:8; Mt 23:35; VaH 11:4
Gen. 4:26Ge 5:6; Ru 3:23, 38
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Genesisi 4:1-26

Genesisi

4 Adhamu akazorara nemudzimai wake Evha, akabata pamuviri.+ Paakabereka Kaini,+ Evha akati: “Ndabereka mwana mukomana ndichibatsirwa naJehovha.” 2 Akazoberekazve Abheri,+ munin’ina waKaini.

Abheri akava mufudzi wemakwai, asi Kaini akava murimi. 3 Nekufamba kwenguva, Kaini akauya nezvimwe zvirimwa zvake semupiro kuna Jehovha. 4 Asi Abheri akauya nemamwe makwai ake akatanga kuberekwa,+ zvese nemafuta awo. Jehovha akafarira Abheri nemupiro wake,+ 5 asi haana kutombofarira Kaini nemupiro wake. Saka Kaini akagumbuka chaizvo ndokufundumwara. 6 Jehovha akabva ati kuna Kaini: “Nei wakagumbuka uye wakafundumwara kudaro? 7 Kana ukaita zvakanaka handizokufariri here?* Asi kana ukasaita zvakanaka, chivi chiri kukuhwandira pasuo, uye chiri kuda kukukunda; asi iwe uchachikunda here?”

8 Pashure paizvozvo Kaini akati kuna Abheri munin’ina wake: “Ngatimbofambai musango.” Saka pavakanga vari musango, Kaini akarwisa munin’ina wake Abheri, akamuuraya.+ 9 Gare gare, Jehovha akati kuna Kaini: “Munin’ina wako Abheri aripi?” Akapindura kuti: “Hameno. Ko ndini muchengeti wemunin’ina wangu here?” 10 Iye akabva ati: “Waitei? Inzwa! Ropa remunin’ina wako riri kushevedzera kwandiri riri panyika.+ 11 Iye zvino watukwa uye wadzingwa panyika iyo yashama muromo wayo kuti igamuchire ropa remunin’ina wako radeurwa neruoko rwako.+ 12 Paucharima ivhu, harizokudzoreri zvibereko zvaro.* Uchava mudzungairi uye mupoteri panyika.” 13 Kaini akabva ati kuna Jehovha: “Chirango chekukanganisa kwangu chanyanya kundiremera. 14 Nhasi muri kundidzinga panyika, uye ndichange ndabva pamberi penyu; ndichava mudzungairi nemupoteri panyika, uye chero munhu achandiwana achatondiuraya chete.” 15 Jehovha akabva ati kwaari: “Saka munhu anouraya Kaini achatsiviwa ka7.”

Jehovha akabva aisira Kaini chiratidzo kuti chero munhu aizomuwana asamuuraya. 16 Saka Kaini akabva pamberi paJehovha uye akatanga kugara munyika yeNodhi,* kumabvazuva kweEdheni.+

17 Pashure paizvozvo Kaini akarara nemudzimai wake,+ uyo akabva abata pamuviri, akabereka Inoki. Akabva atanga kuvaka guta, ndokuritumidza zita remwanakomana wake Inoki. 18 Inoki akazobereka Iradhi. Iradhi akabereka Mehujaeri, Mehujaeri akabereka Metushaeri, Metushaeri akabereka Rameki.

19 Rameki akawana madzimai maviri. Wekutanga ainzi Adha, wechipiri ainzi Zira. 20 Adha akabereka Jabhari. Jabhari ndiye akatanga upenyu hwekugara mumatende nekuchengeta zvipfuwo. 21 Munin’ina wake ainzi Jubhari. Ndiye akatanga zvekuridza zviridzwa zvine tambo nezviridzwa zvinoita zvekufuridzwa.* 22 Kana ari Zira, akabereka Tubhari-kaini, uyo aipfura midziyo yemarudzi ese yemhangura nesimbi. Uye hanzvadzi yaTubhari-kaini yainzi Naama. 23 Rameki akazotaura mashoko aya kumadzimai ake Adha naZira:

“Inzwai inzwi rangu, imi madzimai aRameki;

Teererai zvandiri kutaura:

Ndakauraya munhu nekuti akandikuvadza,

Iro jaya, nekuti rakandirova.

24 Kana anouraya Kaini achifanira kutsiviwa ka7,+

Anouraya Rameki anofanira kutsiviwa ka77.”

25 Adhamu akararazve nemudzimai wake, akabereka mwanakomana. Mudzimai wacho akamutumidza kuti Seti*+ nekuti aiti, “Mwari andipa mumwe mwana* anotsiva Abheri, nekuti akaurayiwa naKaini.”+ 26 Seti akavawo nemwanakomana, akamutumidza kuti Inoshi.+ Panguva iyoyo vanhu vakatanga kudana zita raJehovha.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe