RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 23
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • “Jehovha ndiye Mufudzi wangu”

        • “Hapana chandichashayiwa” (1)

        • “Anondizorodza” (3)

        • “Kapu yangu iri kupfachukira” (5)

Pisarema 23:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 80:1; Jer 23:3; Eze 34:12; 1Pe 2:25
  • +Pis 34:9; 84:11; Mt 6:33; VaF 4:19; VaH 13:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha Anokuda Zvikuru

    w24.01 pp. 28-30

    “Vaya Vanotsvaga Jehovha Havana Chakanaka Chavachashaya”

    w22.01 pp. 3-4

    Mwari Ane Mazita Mangani?

    ijwbq nyaya 125

    “Jehovha Ndiye Mufudzi Wangu”

    w11 5/1 p. 31

    Pane Mumwe Munhu Ane Hanya Zvechokwadi Here?

    w09 6/1 p. 29

    Jehovha Ndiye Mufudzi Wedu

    w05 11/1 pp. 16-17 ndim. 3-8

    “Jehovha Ndiye Mufudzi Wangu”

    w88 7/1 pp. 23-24 ndim. 3-4

Pisarema 23:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 34:13, 14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha Ndiye Mufudzi Wedu

    w05 11/1 pp. 17-18

    “Anonditungamirira Kumvura Yakagadzikana”

    w02 9/15 p. 32

    “Jehovha Ndiye Mufudzi Wangu”

    w88 7/1 p. 24 ndim. 5-6

Pisarema 23:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Anozorodza mweya wangu.”

  • *

    ChiHeb., “mumakwara ekururama.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 19:7; 51:12
  • +Pis 31:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha Anokuda Zvikuru

    w24.01 p. 30 ndim. 15-16

    Ida Kururama Nemwoyo Wako Wose

    w11 2/15 p. 24 ndim. 1-2

    Jehovha Ndiye Mufudzi Wedu

    w05 11/1 pp. 17-18

    “Jehovha Ndiye Mufudzi Wangu”

    w88 7/1 pp. 24-25 ndim. 7-10

Pisarema 23:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvinondinyaradza.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 38:17
  • +Pis 3:6; 27:1; Isa 41:10
  • +Isa 43:2; VaR 8:31

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha Anokuda Zvikuru

    w24.01 pp. 30-31 ndim. 17-18

    Bhaibheri Rine Mashoko Angandinyaradza Here?

    ijwbq nyaya 189

    Pisarema 23:4—“Kunyange Ndichifamba Mumupata Werima Gobvu Rerufu”

    ijwbv nyaya 11

    Jehovha Ndiye Mufudzi Wedu

    w05 11/1 pp. 16-20

    “Jehovha Ndiye Mufudzi Wangu”

    w88 7/1 pp. 25-26 ndim. 11-14

Pisarema 23:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Munozora musoro wangu mafuta.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 22:26; 31:19
  • +Ru 7:46; Jak 5:14
  • +Pis 16:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha Ndiye Mufudzi Wedu

    w05 11/1 p. 20

    “Jehovha Ndiye Mufudzi Wangu”

    w88 7/1 pp. 26-27 ndim. 15-17

Pisarema 23:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 103:17
  • +Pis 15:1-5; 27:4; 65:4; 122:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha Ndiye Mufudzi Wedu

    w05 11/1 p. 20

    “Jehovha Ndiye Mufudzi Wangu”

    w88 7/1 p. 27 ndim. 18-19

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 23:1Pis 80:1; Jer 23:3; Eze 34:12; 1Pe 2:25
Pis. 23:1Pis 34:9; 84:11; Mt 6:33; VaF 4:19; VaH 13:5
Pis. 23:2Eze 34:13, 14
Pis. 23:3Pis 19:7; 51:12
Pis. 23:3Pis 31:3
Pis. 23:4Job 38:17
Pis. 23:4Pis 3:6; 27:1; Isa 41:10
Pis. 23:4Isa 43:2; VaR 8:31
Pis. 23:5Pis 22:26; 31:19
Pis. 23:5Ru 7:46; Jak 5:14
Pis. 23:5Pis 16:5
Pis. 23:6Pis 103:17
Pis. 23:6Pis 15:1-5; 27:4; 65:4; 122:1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 23:1-6

Mapisarema

Rwiyo rwaDhavhidhi.

23 Jehovha ndiye Mufudzi wangu.+

Hapana chandichashayiwa.+

 2 Anondirarisa mumafuro akasvibirira;

Anonditungamirira kunzvimbo dzekuzororera dzine mvura zhinji.+

 3 Anondizorodza.*+

Anonditungamirira munzira dzekururama* achiitira zita rake.+

 4 Kunyange ndichifamba mumupata werima gobvu,+

Hapana chandinotya,+

Nekuti imi muneni;+

Tsvimbo yenyu nemudonzvo wenyu zvinondipa chivimbo.*

 5 Munondigadzirira tafura yezvekudya pamberi pevavengi vangu.+

Munonyevenutsa musoro wangu nemafuta;*+

Kapu yangu iri kupfachukira.+

 6 Chokwadi kunaka uye rudo rusingachinji zvichanditevera mazuva ese eupenyu hwangu,+

Uye ndichagara mumba maJehovha mazuva angu ese.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe