Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva Zviri Mubhuku ra2 Makoronike 2 MAKORONIKE ZVIRI MUBHUKU RACHO 1 Soromoni anokumbira uchenjeri (1-12) Upfumi hwaSoromoni (13-17) 2 Kugadzirira kuvaka temberi (1-18) 3 Soromoni anotanga kuvaka temberi (1-7) Imba Tsvenetsvene (8-14) Mbiru mbiri dzemhangura (15-17) 4 Atari, Dziva, nemabheseni (1-6) Zvigadziko zvemarambi, matafura, nezvivanze (7-11a) Zvinhu zvepatemberi zvinopera kugadzirwa (11b-22) 5 Kugadzirira kukumikidzwa kwetemberi (1-14) Areka inopinzwa mutemberi (2-10) 6 Mashoko aSoromoni kuvanhu (1-11) Munyengetero waSoromoni wekukumikidza (12-42) 7 Temberi inozadzwa nekubwinya kwaJehovha (1-3) Mitambo yekukumikidza (4-10) Jehovha anozviratidza kuna Soromoni (11-22) 8 Zvimwe zvakavakwa naSoromoni (1-11) Manamatiro epatemberi anorongwa (12-16) Ngarava dzaSoromoni (17, 18) 9 Mambokadzi weShebha anoshanyira Soromoni (1-12) Upfumi hwaSoromoni (13-28) Kufa kwaSoromoni (29-31) 10 Israeri inopandukira Rehobhoamu (1-19) 11 Kutonga kwaRehobhoamu (1-12) VaRevhi vakavimbika vanoenda kuJudha (13-17) Mhuri yaRehobhoamu (18-23) 12 Shishaki anorwisa Jerusarema (1-12) Kutonga kwaRehobhoamu kunoguma (13-16) 13 Abhija, mambo weJudha (1-22) Abhija anokunda Jerobhoamu (3-20) 14 Kufa kwaAbhija (1) Asa, mambo weJudha (2-8) Asa anokunda vaItiopiya 1 000 000 (9-15) 15 Asa anogadzirisa zvinhu (1-19) 16 Chibvumirano chaAsa nevaSiriya (1-6) Hananai anotsiura Asa (7-10) Kufa kwaAsa (11-14) 17 Jehoshafati, mambo weJudha (1-6) Kudzidziswa kwevanhu (7-9) Uto raJehoshafati (10-19) 18 Kubatana kwaJehoshafati naAhabhi (1-11) Uprofita hwaMikaya hwekukundwa (12-27) Ahabhi anourayiwa kuRamoti-giriyedhi (28-34) 19 Jehu anotsiura Jehoshafati (1-3) Jehoshafati anogadzirisa zvinhu (4-11) 20 Marudzi akapoteredza anotyisidzira Judha (1-4) Jehoshafati anonyengetera kuti abatsirwe (5-13) Mhinduro yaJehovha (14-19) Judha inoponeswa zvinoshamisa (20-30) Kuguma kweutongi hwaJehoshafati (31-37) 21 Jehoramu, mambo weJudha (1-11) Tsamba inobva kuna Eriya (12-15) Magumo asina kunaka aJehoramu (16-20) 22 Ahaziya, mambo weJudha (1-9) Atariya anobvuta chigaro (10-12) 23 Jehoyadha anopindira; Jehoashi anoitwa mambo (1-11) Atariya anourayiwa (12-15) Jehoyadha anogadzirisa zvinhu (16-21) 24 Kutonga kwaJehoashi (1-3) Jehoashi anogadziridza temberi (4-14) Jehoashi anotsauka (15-22) Jehoashi anourayiwa (23-27) 25 Amaziya, mambo weJudha (1-4) Hondo neEdhomu (5-13) Kunamata zvidhori kwaAmaziya (14-16) Hondo naJehoashi Mambo weIsraeri (17-24) Kufa kwaAmaziya (25-28) 26 Uziya, mambo weJudha (1-5) Hondo dzakarwiwa naUziya (6-15) Uziya anorohwa nemaperembudzi nekuti anozvikudza (16-21) Kufa kwaUziya (22, 23) 27 Jotamu, mambo weJudha (1-9) 28 Ahazi, mambo weJudha (1-4) Kukundwa neSiriya uye neIsraeri (5-8) Odhedhi anoyambira Israeri (9-15) Judha inoninipiswa (16-19) Kunamata zvidhori kwaAhazi; kufa kwake (20-27) 29 Hezekiya, mambo weJudha (1, 2) Hezekiya anogadzirisa zvinhu (3-11) Temberi inocheneswa (12-19) Basa repatemberi rinotangazve (20-36) 30 Hezekiya anochengeta Paseka (1-27) 31 Hezekiya anobvisa kunamata kwenhema (1) Vapristi nevaRevhi vanopiwa zvavanofanira kuwana (2-21) 32 Saniheribhi anotyisidzira Jerusarema (1-8) Saniheribhi anoshora Jehovha (9-19) Ngirozi inouraya uto reAsiriya (20-23) Kurwara kwaHezekiya uye kuzvikudza kwake (24-26) Zvakaitwa naHezekiya uye kufa kwake (27-33) 33 Manase, mambo weJudha (1-9) Manase anopfidza zvivi zvake (10-17) Kufa kwaManase (18-20) Amone, mambo weJudha (21-25) 34 Josiya, mambo weJudha (1, 2) Josiya anogadzirisa zvinhu (3-13) Bhuku reMutemo rinowanika (14-21) Huridha anoprofita nezvedambudziko (22-28) Josiya anoverengera vanhu bhuku (29-33) 35 Josiya anoronga nezvePaseka huru (1-19) Josiya anourayiwa naFarao Neko (20-27) 36 Jehoahazi, mambo weJudha (1-3) Jehoyakimu, mambo weJudha (4-8) Jehoyakini, mambo weJudha (9, 10) Zedhekiya, mambo weJudha (11-14) Kuparadzwa kweJerusarema (15-21) Shoko raKoreshi rekuvakazve temberi (22, 23)