Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva Zviri Mubhuku raJona JONA ZVIRI MUBHUKU RACHO 1 Jona anoedza kutiza Jehovha (1-3) Jehovha anounza mhepo huru mugungwa (4-6) Jona ndiye akonzera dambudziko racho (7-13) Jona anokandwa mugungwa risina kugadzikana (14-16) Jona anomedzwa nehove huru (17) 2 Jona anonyengetera ari mudumbu rehove (1-9) Jona anorutsirwa panyika (10) 3 Jona anoteerera Mwari oenda kuNinivhi (1-4) VaNinivhi vanopfidza pavanonzwa mashoko aJona (5-9) Mwari anosarudza kusaparadza Ninivhi (10) 4 Jona anotsamwa uye anoti anoda kufa (1-3) Jehovha anodzidzisa Jona kuva netsitsi (4-11) “Zvakanaka here kuti utsamwe zvakadaro?” (4) Chidzidzo kubva pamupudzi (6-10)