Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva Zviri Mubhuku ra1 VaTesaronika 1 VATESARONIKA ZVIRI MUBHUKU RACHO 1 Kwaziso (1) Kuonga kutenda kwevaTesaronika (2-10) 2 Ushumiri hwaPauro muTesaronika (1-12) VaTesaronika vanogamuchira shoko raMwari (13-16) Pauro anoshuva kuona vaTesaronika (17-20) 3 Kumirira kwakaita Pauro ari muAtene achinetseka (1-5) Mashoko anonyaradza anouya naTimoti (6-10) Kunyengeterera vaTesaronika (11-13) 4 Yambiro pamusoro peupombwe (1-8) Wedzerai kudanana (9-12) ‘Siyanai nenyaya dzisinei nemi’ (11) Vaya vakafa muna Kristu ndivo vachatanga kumuka (13-18) 5 Kuuya kwezuva raJehovha (1-5) “Kwava nerunyararo uye hapana chichatiwana!” (3) Rambai makamuka, pfungwa dzenyu ngadzinyatsoshanda (6-11) Kurudziro (12-24) Kwaziso yekupedzisira (25-28)