Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva Zviri Mubhuku ra1 Timoti 1 TIMOTI ZVIRI MUBHUKU RACHO 1 Kwaziso (1, 2) Kuyambirwa nezvevadzidzisi venhema (3-11) Pauro anoratidzwa nyasha (12-16) Mambo asingagumi (17) ‘Irwa hondo yakanaka’ (18-20) 2 Kunyengeterera vanhu vakasiyana-siyana (1-7) Mwari mumwe chete, murevereri mumwe chete (5) Rudzikinuro runoenzanirana nevanhu vese (6) Kurayirwa kwevarume nevakadzi (8-15) Kupfeka zvinoratidza kuva nemwero (9, 10) 3 Zvinotarisirwa kuti munhu akodzere kuva mutariri (1-7) Zvinotarisirwa kuti munhu akodzere kuva mushumiri weungano (8-13) Chakavanzika chitsvene chekuzvipira kuna Mwari (14-16) 4 Kuyambirwa nezvedzidziso dzemadhimoni (1-5) Kuva mushumiri waKristu akanaka (6-10) Kusimbisa muviri kuchienzaniswa nekuzvipira kuna Mwari (8) Chenjerera madzidzisiro ako (11-16) 5 Kubata zvakanaka vakuru nevadiki (1, 2) Kubatsira chirikadzi (3-16) Kuriritira mhuri (8) Kudzai vakuru vanoshanda nesimba (17-25) ‘Waini shomanana nekuda kwemudumbu mako’ (23) 6 Varanda vanofanira kukudza vanatenzi vavo (1, 2) Vadzidzisi venhema uye kuda mari (3-10) Kurayirwa kwemunhu waMwari (11-16) Pfuma pamabasa akanaka (17-19) Chengetedza zvakaiswa mumaoko ako (20, 21)