RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • lfb pp. 12-13
  • Kusuma Chikamu 2

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kusuma Chikamu 2
  • Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
  • Mashoko Akafanana
  • Zvakanaka Zvichazombokurira Zvakaipa Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1993
  • Nzira Iyo Zvakanaka Zvichakunda Nayo Zvakaipa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2006
  • Ndivanaani Vakapona Pakanaya Mvura Zhinji, Ndivanaani Vasina?
    Teerera Mwari Urarame Nokusingaperi
  • Kunyeverwa Nezvakamboitika
    Unogona Kuva Shamwari yaMwari!
Ona Zvimwe
Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
lfb pp. 12-13
Noa ari kupinza mhuka muareka

Kusuma Chikamu 2

Nei Jehovha akaparadza nyika yepanguva iyoyo achishandisa mafashamo? Kubvira pakutangatanga penhoroondo yevanhu, hondo yakavapo—hondo pakati pezvakaipa nezvakanaka. Vamwe vanhu vakadai saAdhamu, Evha nemwanakomana wavo Kaini vakasarudza kuita zvakaipa. Vashomanana vakadai saAbheri naNoa ndivo vakasarudza kuita zvakanaka. Vanhu vakawanda vaiita zvakaipa chaizvo zvekuti Jehovha akabva aparadza nyika iyoyo yakanga yakaipa. Chikamu chino chichatibatsira kuziva kuti Jehovha anoona zvatinosarudza kuita uye kuti haazombobvumiri kuti zvakaipa zvikunde zvakanaka.

ZVIDZIDZO ZVINOKOSHA

  • Tinofanira kuva vanhu vane rugare, kwete vanoda zvekurwa saDhiyabhorosi nevateveri vake

  • Kana tikateerera Mwari sezvakaita Noa, tinogona kurarama tichifara nekusingaperi

  • Jehovha anoona zvese zvinoitika. Zvinhu zvakarurama zvinomufadza chaizvo, asi zvinhu zvakaipa zvinomurwadza

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe