RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • lfb pp. 218-219
  • Kusuma Chikamu 14

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kusuma Chikamu 14
  • Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
  • Mashoko Akafanana
  • Zvakaratidzwa Johani
    Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
  • Tevedzera Jesu—Paridza Noushingi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
  • Umambo hwaMwari Chii?
    Mwari Anodei Kwatiri?
  • Zvakadzidziswa naJesu NezveUmambo hwaMwari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
Ona Zvimwe
Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
lfb pp. 218-219
Muapostora Pauro naTimoti vari muchikepe

Kusuma Chikamu 14

VaKristu vepakutanga vakaparidza mashoko akanaka eUmambo kusvikira kunyika dziri kure chaizvo. Jesu akavaudza kwekuparidzira uye akaita chishamiso chekuti vagone kudzidzisa vanhu nemitauro yavo. Jehovha akavapa ushingi uye simba rekukunda kutambudzwa zvine utsinye.

Jesu akaita kuti muapostora Johani aone kubwinya kwaJehovha. Pane zvimwe zvaakaratidzwa, Johani akaona Umambo hwekumatenga huchikunda Satani uye huchigumisa kutonga kwake zvachose. Akaonawo Jesu achitonga saMambo aine vamwe 144 000. Johani akaonawo nyika yese ichiva paradhiso, uye vanhu vese vachinamata Jehovha murugare uye vakabatana.

ZVIDZIDZO ZVINOKOSHA

  • Kuita basa ratakapiwa naJehovha kunoita kuti akudzwe

  • Tsaurira upenyu hwako kuna Jehovha, uye muratidze kuti unoda kutongwa neUmambo hwake

  • Ita kuti Jehovha ave Shamwari yako yepamwoyo

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe