VHIDHIYO 2
“Uyu Ndiye Mwanakomana Wangu”
Johani Mubhabhatidzi anotanga ushumiri hwake (gnj 2 00:00-01:01)
Johani anopupura nezvechiedza (gnj 2 01:01-01:35)
Johani anoparidza nezverubhabhatidzo (gnj 2 01:46-10:36)
Kubhabhatidzwa kwaJesu (gnj 2 10:36-15:04)
Jesu anoendeswa kurenje nemweya (gnj 2 15:05-15:50)
Dzinza raJesu Kristu (gnj 2 15:50-21:03)
Jesu anokunda miedzo yaDhiyabhorosi (gnj 2 21:03-26:02)
Johani anotaura kuti haasi Kristu asi anoti iye ndiye munhu ari kushevedzera ari murenje (gnj 2 26:02-29:36)
Johani anoudza vanhu kuti Jesu ndiye “Gwayana raMwari” (gnj 2 29:36-30:31)
Johani anopupura nezvemweya wakadzika pana Jesu uye anozivisa nezvekubhabhatidzwa nemweya mutsvene kwaizoitika (gnj 2 30:31-31:20)
Vadzidzi vaJohani vanotevera Jesu (gnj 2 31:20-32:41)
Andreya anoenda nemukoma wake Petro kuna Jesu (gnj 2 32:41-33:51)
Firipi naNatanieri vanova vadzidzi vaJesu (gnj 2 33:51-36:53)
Jesu anochinja mvura kuva waini pamuchato muKana, kuGarireya (gnj 2 36:54-45:29)
Jesu anochenesa temberi kekutanga muJerusarema (gnj 2 45:30-50:05)
Jesu anotaura nevaJudha vaimupikisa nezvekuvaka temberi mumazuva matatu (gnj 2 50:06-51:13)
Vakawanda vanotenda muna Jesu pavanoona zviratidzo zvaanoita (gnj 2 51:13-52:45)