Ungagamuchira Shanyo Here?
Kunyange munyika ino yatambudzika, unogona kuwana mufarwa unobva muzivo yakarurama yeBhaibheri yaMwari, Umambo hwake, uye chinangwa chake chinoshamisa nokuda kworudzi rwomunhu. Kana ungagamuchira mamwe mashoko kana kuti ungada kuti mumwe munhu ashanye kuzokuitisa fundo yeBhaibheri yapamusha yapachena, tapota nyorera kuWatch Tower, 35 Fife Avenue, Harare, Zimbabwe, kana kuti kero yakafanira yakarongwa papeji 2.