Yokudzidza
JULY 2016
NYAYA DZOKUDZIDZA: AUGUST 29–SEPTEMBER 25, 2016
© 2016 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
DOMINICAN REPUBLIC
Pamhenderekedzo yeLas Terrenas, piyona chaiye ari kushandisa Bhaibheri pakuparidza mashoko akanaka kumurume abva kukohwa makokonati
VAPARIDZI
37 536
ZVIDZIDZO ZVEBHAIBHERI
69 892
VAKAPINDA CHIRANGARIDZO (2015)
120 103
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rokudzidzisa Bhaibheri munyika yose uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene, kunze kwokunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.