RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w17 February p. 2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2017
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2017
w17 February p. 2

Zviri Mukati

VHIKI YAAPRIL 3-9, 2017

3 Chinangwa chaJehovha Chichazadzika

VHIKI YAAPRIL 10-16, 2017

8 Rudzikinuro​—Chipo Chakakwana Chinobva Kuna Baba

Chibayiro cherudzikinuro chaKristu chinokosha pakutenda kwedu uye pakuzadzika kwechinangwa chaJehovha chaakasikira vanhu. Nyaya mbiri idzi dzichakurukura kuti nei rudzikinuro ruchidiwa, runotibatsira sei uye kuti tingaratidza sei kuti tinoonga chipo ichi chinoratidza rudo rukuru rwaBaba vedu vekudenga.

13 Nyaya Youpenyu​—Takaona Mutsa Usina Kukodzera Kuwanwa waMwari Munzira Dzakawanda

VHIKI YAAPRIL 17-23, 2017

18 Jehovha Anotungamirira Vanhu Vake

VHIKI YAAPRIL 24-30, 2017

23 Ndiani Ari Kutungamirira Vanhu vaMwari Mazuva Ano?

Kwezviuru zvemakore, Jehovha akashandisa varume kuti vatungamirire vanhu vake. Nei tingati Jehovha aitsigira varume ava, uye tinoziva sei kuti ari kutsigira muranda akatendeka, akangwara mazuva ano? Nyaya idzi dzichakurukura zvinhu zvitatu zvagara zvichiratidza kuti vamiririri vaMwari ndevapi.

29 Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

31 Kubva Mudura Renhoroondo Yedu

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe