Yokudzidza
SEPTEMBER 2017
NYAYA DZEKUDZIDZA: OCTOBER 23–NOVEMBER 26, 2017
© 2017 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
EL SALVADOR
Mhuri mbiri dziri kuparidza dzichishandisa zvingoro pane imwe nzvimbo yakakura chaizvo ine mashopu akawanda muSan Salvador
VAPARIDZI
41 084
ZVIDZIDZO ZVEBHAIBHERI
42 813
VAKAPINDA CHIRANGARIDZO (2016)
92 606
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rokudzidzisa Bhaibheri munyika yose uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene, kunze kwokunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.