RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w17 November p. 2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2017
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2017
w17 November p. 2

Zviri Mukati

VHIKI YADECEMBER 25-31, 2017

3 Imba Nemufaro!

Kuimba kwagara kuri chikamu chinokosha pakunamata kwevanhu vaJehovha. Asi vamwe vanganzwa vasina kusununguka kuimba paruzhinji. Tingakurira sei dambudziko rekutya kushandisa inzwi redu pakuimbira Jehovha tichimurumbidza? Nyaya iyi inotipa zvikonzero zvakanaka zvekuti tiimbe tichifara uye ine mazano ekuti tingavandudza sei maimbiro edu.

VHIKI YAJANUARY 1-7, 2018

8 Uri Kupotera Kuna Jehovha Here?

VHIKI YAJANUARY 8-14, 2018

13 Tevedzera Kururamisira Uye Ngoni dzaJehovha

Tinogona kuwana zvidzidzo zvinokosha kubva paurongwa hwemaguta ekupotera emunguva yevaIsraeri. Munyaya yekutanga, ona kuti vatadzi vangapotera sei kuna Jehovha mazuva ano. Munyaya yechipiri, ona kuti muenzaniso waJehovha unotibatsira sei kuti tiregerere vamwe, tiremekedze upenyu, uye tiite zvinhu nekururamisira.

18 ‘Munhu Ane Rupo Achakomborerwa’

VHIKI YAJANUARY 15-21, 2018

25 Ramba Mafungiro Enyika

VHIKI YAJANUARY 22-28, 2018

25 Ngapasava Nechinoita Kuti Ushaye Mubayiro

Nyaya mbiri idzi dzinobva pazano raPauro kuvaKristu vaiva muKorose. Nyaya yekutanga inotsanangura zvatingaita patinonzwa mafungiro enyika angaita seakanaka. Nyaya yechipiri inotiyeuchidza kuti tingadzivisa sei mafungiro angaita kuti titadze kuwana makomborero akavimbiswa naJehovha.

30 Ungaita Sei Kuti Ujaire Ungano Yaunenge Watamira?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe