RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 11/10 p. 3
  • The Bible—Accurate History, Reliable Prophecy

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • The Bible—Accurate History, Reliable Prophecy
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Mashoko Akafanana
  • Kudzidza Kubva Muvhidhiyo Inonzi—The Bible—Accurate History, Reliable Prophecy
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2000
  • Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
  • Dzidza Pauprofita hweBhaibheri
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
  • Umambo hwaMwari Huri Kutonga!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2022
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
km 11/10 p. 3

The Bible—Accurate History, Reliable Prophecy

Uchapupu hupi hunoratidza kuti Bhaibheri rakarurama munhoroondo dzezvakaitika kare? Uprofita hupi hwemuBhaibheri hwakazadzika hunotipa chivimbo chokuti uprofita hunotaura nezveremangwana huchazadzikawo? Mibvunzo iyi inopindurwa muvhidhiyo inonzi The Bible—Accurate History, Reliable Prophecy, chikamu chechitatu chiri paDVD rinonzi The Bible—A Book of Fact and Prophecy. Pashure pokuona vhidhiyo iyi, munogona here kupindura mibvunzo inotevera?

(1) Mashoko akavimbika ari muBhaibheri akabva kuna ani? (Dhan. 2:28) (2) Bhaibheri rinotsanangura sei zvakajeka Ijipiti yekare, uye uprofita hwakanyorwa pana Isaya 19:3, 4 hwakazadzika sei? (3) Zvakacherwa mumatongo zvinotsigira sei zvinotsanangurwa neBhaibheri nezvevaAsiriya, madzimambo avo uye kuguma kweAsiriya? (Nah. 3:1, 7, 13) (4) Uprofita hupi hune chokuita neBhabhironi hwakaratidza kuva hwechokwadi? (Jer. 20:4; 50:38; 51:30) (5) Uprofita hupi hunotaura nezveMedhiya nePezhiya hwakazadzika? (Isa. 44:28) (6) Uprofita hune chokuita neGirisi huri pana Dhanieri 7:6 uye 8:5, 8 hwakazadzika sei? (7) Dhanieri 7:7 yakazadzika sei Roma payakava simba renyika? (8) NdivanaKesari vapi vanotaurwa muBhaibheri? (9) Chii chakaitika kuvaKristu pavaitongwa naNero? (10) Uprofita huri pana Zvakazarurwa 13:11 uye 17:10 hwakazadzika sei? (11) Mambo wechisere anozivikanwa sei? (12) Zvii zviri muvhidhiyo zvinoratidza kuti mashoko ari pana Muparidzi 8:9 ndeechokwadi? (13) Uprofita hupi hunotaura nezveremangwana hwawakanyatsomirira kuti huzadzike? (14) Ungashandisa sei vhidhiyo iyi pakubatsira vanhu kuti vagutsikane kuti Bhaibheri rakabva kuna Mwari?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe