RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 December p. 4
  • Mesiya Akazadzisa Uprofita

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mesiya Akazadzisa Uprofita
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mashoko Akafanana
  • A7-C Upenyu hwaJesu Panyika—Ushumiri hwaJesu Hunobudirira muGarireya (Chikamu 1)
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • A7-B Upenyu hwaJesu Panyika—Kutanga Kweushumiri hwaJesu
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • A7-D Upenyu hwaJesu Panyika—Ushumiri hwaJesu Hunobudirira muGarireya (Chikamu 2)
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Chishamiso Chechipiri muKana
    Jesu—Nzira Nechokwadi Neupenyu
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 December p. 4

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ISAYA 6-10

Mesiya Akazadzisa Uprofita

Rakaprindwa

Isaya akaprofita pachine mazana emakore Jesu asati aberekwa, kuti Mesiya aizoparidzira “munzvimbo yaJodhani, Garireya yemamwe marudzi.” Jesu akazadzisa uprofita uhwu paaiparidza nekudzidzisa mashoko akanaka muGarireya.—Isa 9:1, 2.

Mepu yeGarireya
  • Mudziyo wekuisira waini

    Akaita chishamiso chake chokutanga—Joh 2:1-11 (Kana)

  • Vaapostora 12

    Akasarudza vaapostora vake—Mk 3:13, 14 (pedyo neKapenaume)

  • Jesu achidzidzisa

    Akapa Mharidzo yepaGomo—Mt 5:1–7:27 (pedyo neKapenaume)

  • Mukomana amutswa

    Akamutsa mwanakomana wechirikadzi—Ru 7:11-17 (Naini)

  • Jesu nevadzidzi vake pashure pekunge amutswa

    Paakamutswa akazviratidza kuvadzidzi vanenge 500—1VaK 15:6 (Garireya)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe