April 3-9
JEREMIYA 17-21
Rwiyo 69 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Bvuma Kuti Jehovha Aumbe Mafungiro Nemaitiro Ako”: (10 min.)
Jer 18:1-4—Muumbi ane simba rekuita zvaanoda neivhu (w99 4/1 22 ¶3)
Jer 18:5-10—Jehovha ane simba rekuita zvaanoda nevanhu (it-2-E 776 ¶4)
Jer 18:11—Bvuma kuumbwa naJehovha (w99 4/1 22 ¶4-5)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Jer 17:9—Kunyengera kwemwoyo kunooneka sei? (w01 10/15 25 ¶13)
Jer 20:7—Jehovha ‘akashandisa sei simba rake’ kurwisa Jeremiya uye kumunyengera? (w07 3/15 9 ¶6)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Jer 21:3-14
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana pachishandiswa “Mharidzo Dzekuenzanisira.” Ratidzai vateereri mavhidhiyo acho, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa. Kurudzirai vose kuti vadzokere kunoona vanhu vavakasiyira turakiti raChii Chinonzi Umambo hwaMwari?
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvomuungano Yenyu: (5 min.) Kana muchida, munogona kukurukura nevateereri zvidzidzo zviri muBhuku Regore. (yb16 22)
“Vagamuchire Zvakanaka”: (10 min.) Tangai nehurukuro yemaminitsi matatu. Pedzisai nekuratidza vateereri vhidhiyo inonzi Steve Gerdes: Kwaziso Yatisingambofi Takakanganwa.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 10 ¶12-19, bhokisi rakanzi “Kujekerwa Zvishoma Nezvishoma Nezvekushandiswa Kwemuchinjikwa,” uye bhokisi rekudzokorora rakanzi “Unonyatsotenda muUmambo Here?”
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 5 Nemunyengetero