RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 October p. 8
  • October 30–November 5

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • October 30–November 5
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 October p. 8

October 30–November 5

JOERI 1-3

  • Rwiyo 77 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Vanakomana Venyu Nevanasikana Venyu Vachaprofita”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raJoeri.]

    • Joe 2:28, 29​—VaKristu vakazodzwa vanoshandiswa naJehovha sevatauriri vake (w02 8/1 15 ¶4-5; jd 167 ¶4)

    • Joe 2:30-32​—Vaya vanodana zita raJehovha ndivo chete vachapona pazuva rake rinotyisa (w07 10/1 13 ¶2)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Joe 2:12, 13​—Mavhesi aya anotidzidzisei nezvekupfidza kwechokwadi? (w07 10/1 13 ¶5)

    • Joe 3:14​—Chii chinonzi “bani rokusarudza”? (w07 10/1 13 ¶3)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Joe 2:28–3:8

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kadhi reJW.ORG

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Kadhi reJW.ORG​—Ratidza zvaunoita paunodzokera kunoona munhu wawakasiyira kadhi iri uye pedzisa nekusuma vhidhiyo yepajw.org.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) lv 196-197 ¶3-5

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 30

  • Jehovha Anotibatsira Kutsungirira Patinotambudzwa: (9 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Jehovha Inhare Yangu Yakasimba. Kana mapedza, bvunzai vateereri kuti: Mhuri yekwaHenschel yakatambudzwa sei? Kutenda uye kutsungirira kwevabereki kungabatsirawo sei vana? Jehovha anogona kukusimbisawo sei?

  • Iva Shamwari yaJehovha​—Zita raJehovha: (6 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Iva Shamwari yaJehovha​—Zita raJehovha . Kana yapera, vana vamakatosarudza ngavauye kuchikuva, movabvunza kuti: Zita raJehovha rinorevei? Jehovha akasikei? Jehovha anogona kukubatsira kuitei?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 20 ¶17-19; bhokisi rakanzi “Rakachinja Upenyu Hwake” nerakanzi “Vanhu Vanozvipira Vomunyika Yose Vanoita Basa Rokuyamura”; uye bhokisi rekudzokorora rakanzi “Unonyatsotenda muUmambo Here?”

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 106 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe