December 11-17
ZEKARIYA 1-8
Rwiyo 26 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Batisisa Mupendero Wenguo yemuJudha”: (10 min.)
[Ratidzai vateereri vhidhiyo yeKusuma Bhuku Zekariya.]
Zek 8:20-22—Vanhu vemarudzi ese vanotsvaga kunzwirwa nyasha naJehovha (w14 11/15 27 ¶14)
Zek 8:23—Vaya vane tariro yekurarama panyika vanozvipira kubatana nevakazodzwa uye kuvatsigira (w16.01 23 ¶4; w09 2/15 27 ¶14)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Zek 5:6-11—Zvii zvaunofanira kuita panyaya yeuipi? (w17.10 25 ¶18)
Zek 6:1—Makomo maviri emhangura anomiririrei? (w17.10 27-28 ¶7-8)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Zek 8:14-23
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kavha yeg17.6—Siya pekuzotangira.
Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) g17.6—Ratidza zvaunoita paunodzokera kunoona munhu wawakasiyira magazini iyi, wobva wasiya pekuzotangira.
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) fg chidzidzo 5 mubvunzo 1 ndima 1 ne2.
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kuparidzira Munhu Wese Mundima Yedu”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kuparidza ‘Kunzvimbo Dziri Kure Kwazvo Munyika.’
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 22 ¶17-24, uye bhokisi rekudzokorora rakanzi “Unonyatsotenda muUmambo Here?”
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 139 Nemunyengetero