March 5-11
MATEU 20-21
Rwiyo 76 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Anoda Kuva Mukuru Pakati Penyu Anofanira Kuva Mushumiri Wenyu”: (10 min.)
Mt 20:3—Vanyori nevaFarisi vaiita zvinhu zvekuda kuonekwa uye vaida zvekukwaziswa “pamusika” (“Musika” mapikicha nemavhidhiyo Mt 20:3 nwtsty)
Mt 20:20, 21—Vaapostora vaviri vakakumbira kuti vazopiwa zvinzvimbo (“amai vevanakomana vaZebhedhi,” “mumwe kuruoko rwenyu rworudyi uye mumwe kuruboshwe rwenyu” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 20:20, 21 nwtsty)
Mt 20:25-28—Jesu akati vateveri vake vanofanira kuva vanhu vanozvininipisa (“mushumiri,” “asina kuuya kuzoshandirwa, asi kuzoshumira” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 20:26, 28 nwtsty)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Mt 21:9—Vanhu pavakashevedzera kuti: “Tapota, ponesai, Mwanakomana waDhavhidhi!” vairevei? (“Tapota, ponesai,” “Mwanakomana waDhavhidhi” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 21:9 nwtsty)
Mt 21:18, 19—Nei Jesu akaomesa muti wemuonde? (jy 244 ¶4-6)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mt 20:1-19
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.
Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) lv 36-37 ¶3-4
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvemuungano Yenyu: (5 min.)
Zviri Kuitwa Nesangano: (10 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaMarch.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 11
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 53 Nemunyengetero