March 26–April 1
MATEU 25
Rwiyo 143 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Rambai Makarinda”: (10 min.)
Mt 25:1-6—Mhandara shanu dzakangwara uye shanu dzakapusa dzakaenda kunochingura muroori
Mt 25:7-10—Pakasvika muroori, mhandara dzakapusa dzakanga dzaenda kunotenga mafuta
Mt 25:11, 12—Mhandara dzakangwara ndidzo dzega dzakabvumirwa kupinda mumutambo wemuchato
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Mt 25:31-33—Tsanangura zvinorehwa nemufananidzo wemakwai nembudzi. (w15 3/15 27 ¶7)
Mt 25:40—Tingaratidza sei kuti tiri shamwari dzehama dzaKristu? (w09 10/15 16 ¶16-18)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mt 25:1-23
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Koka munhu wacho kuChirangaridzo.
Paunodzokera Kechitatu: (3 min. zvichidzika) Shandisa rugwaro rwaunoda, uye mupe rimwe remabhuku atinoshandisa pakudzidzisa vanhu Bhaibheri.
Hurukuro: (6 min. zvichidzika) w15 3/15 27 ¶7-10—Musoro: Mufananidzo Wemakwai Nembudzi Unoratidza Sei Kuti Basa Rekuparidza Rinokosha?
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kudzidzisa Vadzidzi Vedu Kugadzirira”: (10 min.) Kukurukurirana. Kana mapedza, ratidzai vateereri vhidhiyo yemuparidzi ari kudzidzisa mudzidzi wake kuti angagadzirira sei, mokurukura zvirimo. Kumbirai vateereri kuti vataure dzimwe nzira dzavari kushandisa kubatsira vadzidzi vavo kuti vagadzirire.
Gamuchira Vaenzi Vedu: (5 min.) Hurukuro inobva muPurogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa yaMarch 2016. Taurai zvinokurudzira zvakaitika mumwaka weChirangaridzo wa2017. Yeuchidzai vaparidzi nezvekupaka mota, kupinda uye kubuda muImba yeUmambo nezvimwewo.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 14
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 79 Nemunyengetero