MAY 4-10
GENESISI 36-37
Rwiyo 114 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Josefa Anoitirwa Godo”: (10 min.)
Ge 37:3, 4—Vakoma vaJosefa vaimuvenga nekuti ndiye ainyanya kudiwa nababa vavo (w14 8/1 12-13)
Ge 37:5-9, 11—Hope dzakarotwa naJosefa dzakaita kuti vakoma vake vatonyanya kumuvenga (w14 8/1 13 ¶3-5)
Ge 37:23, 24, 28—Godo raiva nevakoma vaJosefa rakaita kuti vamuitire utsinye
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Ge 36:1—Nei Isau akapiwa rimwe zita rekuti Edhomu? (it-1-E 678)
Ge 37:29-32—Nei vakoma vaJosefa vakaratidza Jakobho nguo yaJosefa yaiva neropa uye yakabvaruka? (it-1-E 561-562)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ge 36:1-19 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa: (10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Kutaura Zvinonzwisiswa Nevanhu, mobva makurukura navo chidzidzo 17 chebhurocha raKudzidzisa.
Hurukuro: (5 min. zvichidzika) w02 10/15 30-31—Musoro: Nei vaKristu Vachifanira Kuva Negodo Rakafanana neraMwari? (th chidzidzo 6)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Wakagadzirira Here?” (15 min.) Kukurukurirana kunoitiswa nemukuru. Ratidzai vhidhiyo inonzi Wakagadzirira Here Njodzi Dzinongoitika Dzega? Tauraiwo zviyeuchidzo zvinobva kuhofisi yebazi uye kudare revakuru kana zviripo.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 113
Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)
Rwiyo 84 Nemunyengetero