Nyaya Dziri Pajw.Org
BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU
Upenyu Hwangu Hwakanga Hwava Mumatope
Solomone akatamira kuUnited States, achitsvaga basa. Pane kudaro, akabva atanga kushandisa madhiragi akazopedzisira avharirwa mujeri. Chii chakamubatsira kuti achinje upenyu hwake?
Pajw.org, enda pakanzi NEZVEDU > ZVAKAITIKA KUZVAPUPU ZVAJEHOVHA > BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU.
VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI
Ko Kana Ndisiri Kukwana Pane Vamwe?
Chinokosha kupfuura chimwe ndechipi? Kukwana-kwana pavanhu vane tsika dzisina kunaka, kana kuti kuramba ndiri zvandiri?
Pajw.org, enda pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > VARI KUYARUKA > VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI.