RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb25 November p. 16
  • December 29, 2025–January 4, 2026

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • December 29, 2025–January 4, 2026
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2025
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2025
mwb25 November p. 16

DECEMBER 29, 2025–JANUARY 4, 2026

ISAYA 14-16

Rwiyo 63 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

1. Vavengi Vevanhu vaMwari Havaregi Kurangwa

(10 min.)

Bhabhironi iro raizvikudza rakaparadzwa zvachose (Isa 14:​13-15, 22, 23; ip-1 180 ¶16; 184 ¶24)

Jehovha akapwanya muAsiriya munyika yake (Isa 14:​24, 25; ip-1 189 ¶1)

Jehovha akaita kuti kukudzwa kweMoabhi kuve kunyadziswa (Isa 16:​13, 14; ip-1 194 ¶12)

Mapikicha: 1. Masvingo akakura uye magedhi ekupinda muguta reBhabhironi rekare. 2. Zvakaita matongo eguta reBhabhironi mazuva ano.

Left: C. Sappa/DeAgostini via Getty Images; right: Image © Homo Cosmicos/Shutterstock

2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari

(10 min.)

  • Isa 14:​1, 2—Vanhu vakamboisa vanhu vaJehovha muuranda vakazovawo sei varanda vevanhu vaJehovha? (w06 12/1 11 ¶1)

  • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

3. Kuverenga Bhaibheri

(4 min.) Isa 16:​1-14 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

4. Kutanga Kukurukura Nevanhu

(3 min.) PAIMBA NEIMBA. (lmd chidzidzo 2 pfungwa 5)

5. Kudzokera Kuvanhu Vakaratidza Kufarira

(4 min.) KUPARIDZA MUNZVIMBO DZINOWANIKA VANHU VAKAWANDA. (lmd chidzidzo 9 pfungwa 4)

6. Hurukuro

(5 min.) ijwbq nyaya 108—Musoro: Chii Chinonzi Uprofita? (th chidzidzo 14)

KURARAMA KWECHIKRISTU

Rwiyo 2

7. Zvemuungano Yenyu

(15 min.)

8. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano

(30 min.) lfb chidzidzo 48 ne49

Mashoko Ekugumisa (3 min.) | Rwiyo 21 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe