-
Genesisi 37:10Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
10 Akabva adzirondedzera kuna baba vake vakoma vake varipowo, asi baba vake vakamutsiura vakati kwaari: “Hope dzako idzi dzinorevei? Uri kureva here kuti ini naamai vako nevakoma vako tichauya kuzokukotamira?”
-