Genesisi 37:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Saka akati kwaari: “Enda unoona kuti vakoma vako vakadii. Unoona kuti zvipfuwo zvakadii, wodzoka kuzondiudza.” Akabva amutuma achibva mubani reHebroni,+ akaenda akananga kuShekemu. Genesisi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 37:14 Nharireyomurindi,8/1/2014, p. 13 ‘Nyika Yakanaka’, p. 7
14 Saka akati kwaari: “Enda unoona kuti vakoma vako vakadii. Unoona kuti zvipfuwo zvakadii, wodzoka kuzondiudza.” Akabva amutuma achibva mubani reHebroni,+ akaenda akananga kuShekemu.