Genesisi 37:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Rubheni akati kwavari: “Musadeura ropa.+ Mukandei mugomba iri remvura, musango muno, asi musamukuvadza.”+ Chinangwa chake chaiva chekumununura kuti amudzorere kuna baba vake.
22 Rubheni akati kwavari: “Musadeura ropa.+ Mukandei mugomba iri remvura, musango muno, asi musamukuvadza.”+ Chinangwa chake chaiva chekumununura kuti amudzorere kuna baba vake.