Genesisi 37:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Judha akati kuvana vababa vake: “Tinowaneiko kana tikauraya munin’ina wedu, tofukidza ropa rake?+