Genesisi 48:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Asi baba vake vakaramba, uye vakati: “Ndinozviziva mwanangu, ndinozviziva. Iyewo achava rudzi uye achavawo mukuru. Kunyange zvakadaro, munin’ina wake achava mukuru kumupfuura,+ uye vana* vake vachawanda zvekuenzana nemarudzi.”+
19 Asi baba vake vakaramba, uye vakati: “Ndinozviziva mwanangu, ndinozviziva. Iyewo achava rudzi uye achavawo mukuru. Kunyange zvakadaro, munin’ina wake achava mukuru kumupfuura,+ uye vana* vake vachawanda zvekuenzana nemarudzi.”+