Genesisi 13:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Uye ndichaita kuti vana* vako vave seguruva renyika, zvekuti kana paine munhu anogona kuverenga guruva renyika, vana* vako vanogona kuverengwawo.+
16 Uye ndichaita kuti vana* vako vave seguruva renyika, zvekuti kana paine munhu anogona kuverenga guruva renyika, vana* vako vanogona kuverengwawo.+