Genesisi 16:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Sarai akati kuna Abramu: “Zvakaipa zvandiri kuitirwa imhosva yenyu. Ndini ndakaisa muranda wangu mumaoko enyu,* asi paakangoziva kuti ava nepamuviri, akatanga kunditsvinyira. Jehovha ngaatonge pakati pangu nemi.”
5 Sarai akati kuna Abramu: “Zvakaipa zvandiri kuitirwa imhosva yenyu. Ndini ndakaisa muranda wangu mumaoko enyu,* asi paakangoziva kuti ava nepamuviri, akatanga kunditsvinyira. Jehovha ngaatonge pakati pangu nemi.”