Genesisi 22:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Yakabva yati: “Usauraya mukomana uye usatomboita kana chii zvacho kwaari, nekuti iye zvino ndava kuziva kuti unotya Mwari nekuti hauna kundinyima mwanakomana wako, iye mumwe chete.”+ Genesisi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 22:12 Nharireyomurindi,2/1/2009, p. 184/15/1998, p. 6
12 Yakabva yati: “Usauraya mukomana uye usatomboita kana chii zvacho kwaari, nekuti iye zvino ndava kuziva kuti unotya Mwari nekuti hauna kundinyima mwanakomana wako, iye mumwe chete.”+