Genesisi 25:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Abrahamu akafema kekupedzisira, akafa anyatsokura, akwegura uye agutsikana, akaiswa kwakaiswa vanhu vekwake.* Genesisi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 25:8 Nharireyomurindi (Yekudzidza),2/2016, p. 12
8 Abrahamu akafema kekupedzisira, akafa anyatsokura, akwegura uye agutsikana, akaiswa kwakaiswa vanhu vekwake.*