Genesisi 26:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Isaka akacherazve matsime akanga acherwa mazuva ababa vake Abrahamu akazofushirwa nevaFiristiya pakafa Abrahamu,+ uye akaatumidza mazita aakanga atumidzwa nababa vake.+
18 Isaka akacherazve matsime akanga acherwa mazuva ababa vake Abrahamu akazofushirwa nevaFiristiya pakafa Abrahamu,+ uye akaatumidza mazita aakanga atumidzwa nababa vake.+